Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Muvhuro, Chikunguru 17, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, Muvhuro, Chikunguru 17, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:35 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Sarudzo yeChiwundura by-election yosimudza mutauro zvichitevera kuvhota kwevanhu vakawanda vaishandisa zita rimwe chete.

Madzimai ekuMashonaland West owana chouviri kuburikidza nekutengesa sadza kuvatyairi vemagonyeti.

Vechidiki vekuZimbabwe vopinda mumakwikwi e First Global 2017 Challenge ari kuitirwa muWashington DC.

Bhanga guru renyika ronetsekana ne inflation iri kuramba ichitemesa nyika musoro.

Zimbabwe inokundwa 1-0 neNamibia mumitambo yeAfrica Nations Championship.

Muchirongwa che LiveTalk na8pm tiri kutarisa zvakabuda musarudzo ye by-election kwaChiwundura.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG