Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Chikumi 23, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Chikumi 23, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:53 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Musangano we Coordination Committee for the Development and Promotion of African Handicraft (CODEPA) unopera nhasi muBulawayo vamwe vanoita mabasa emaoko vachiti musangano uyu wabatsira kushambadza zvavanogadzira.

Masangano emachechi osanagana neChipiri svondo rinouya kuti azeye hurongwa hwesarudzo dzegore rinouya.

Vanhu vopesana pahurongwa hwemubatanidzwa wemapato anopikisa vamwe vachiti hapachina nguva yekuti mapato aya anyatsobatana sarudzo dzegore rinouya dzisati dzaitwa.

Zimbabwe inochema kushaya kwevaimbove mutungamiri weBotswana, VaKetumile Masire.

Muchirongwa cheLiveTalk na8pm tiri kutarisa gakava riripo pamadomerwo anoitwa magamba enyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG