Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Chikumi 09, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Chikumi 09, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:32 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Huwandu hwevanhu vakafa mutsaona yebhazi re King Lion hwosvika pavanhu makumi mana nevashanu.

Mapato oungana muBulawayo pamusangano wekukurudzira vanhukadzi kuti vavhoterane musarudzo dzegore rinouya.

MDC-T inomisa basa makanzura ayo maviri emuNorton ayo ari kupomerwa nyaya dzehuori.

Studio7 inotarisa zvakadzama zvinoreva kubhanwa kwenyaya yehuku dzemuZimbabwe munyika dzinoti Botswana, Mozambique ne South Africa.

Muchirongwa cheLiveTalk na8pm tiri kutarisa tsaona dzemumigwagwa dziri kuuraya vanhu vakawanda munyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose…

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG