Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Kubvumbi 28, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Kubvumbi 28, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:34 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mutungamiri wenyika, vanotaura muBulawayo vachirumbidza chirongwa cheZITF

MDC inotungamirwa naVaMorgan Tsvangirai, inoti makanzura ayo eChitungwiza akamiswa basa nezuro zvisiri pamutemo negurukota rezvematunhu, VaSavior Kasukuwere.

Ongororo yakaitwa nemagweta anorwira kodzero dzevanhu inoti kutyorwa kwekodzero dzevanhu muZimbabwe kuri kuramba kuchiwedzera.

Vakaremara vakaburitswa mudzimba dzavaigara paLeopard Cheshire vanopinda muzuva resere vasina pekugara munguva ino yechando.

Muchirongwa cheLiveTalk na8pm tiri kutarisa kubuda kuZimbabwe International Trade Fair muBulawayo.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

XS
SM
MD
LG