Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chitatu, Kubvumbi 26, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, Chitatu, Kubvumbi 26, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:43 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Zvizvarwa zveZimbabwe zviri muSouth Africa zvotaura pamusoro pekupomerwa kuri kuitwa vanhu vemuZimbabwe nehurumende yeSouth Africa vachinzi vari kuita humbavha nehumhondi muSouth Africa.

Vanhu vagere muTongogara Refugee Camp vochema chema nemagariro avakaita vachiti hupenyu hwavo huri munjodzi.

Mutevedzeri wemutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vanotaura kuZimbabwe International Trade Fair muBulawayo, iyo yakatanga nezuro zvisina mutsindo semakore apfuura.

Muchirongwa cheLiveTalk na8pm tiri kutarisa nyaya iri kupomerwa zvizvarwa zveZimbabwe zviri muSouth Africa izvo zviri kunzi zviri kupara mhosva dzehumhondi nekutorera vanhu zvechisimba dzimotokari dzavo.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG