Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Kubvumbi 14, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Kubvumbi 14, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:29 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Vari pamudyandigere vorara pamahofisi anovapa penjeni dzavo vachitarisira kupihwa tumari tushoma twavanopihwa sepenjeni.

Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti Zanu PF ikakunda musarudzo dzegore rinouya Zimbabwe inenge yapinda nemwenje mudziva.

Sangano re Nera rinoita makomiti matatu achange achafambisa zvinhu panguva iyo Nera inenge ichenetsana neZec.

Muchirongwa cheLiveTalk na8pm tiri kutarisa zororo reEaster iro vakawanda vanoti rasiyana nezvaiitwa makore apfuura zvinhu zvakanaka munyaya dzehupfumi munyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG