Accessibility links

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chipiri, Kubvumbi 11, 2017

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Nhau DzeShona Studio7

Nhengo dze Woza dzinoratidzira muBulawayo dzichiti hadzisi kufara nemabatirwo ari kuitwa vana vechikoro nehurumende.

Vashandi nevashandirwi voronga kumutsiridza chibvumirano che social contract.

Hurumende yokwereta mabhengi mari yekuti ibhadhare vashandi vayo.

Studio7 inotarisa zvakadzama bata murefu bata mupfupi iri kuitika muZanu PF.

Muchirongwa chevechidiki, The Connection 8pm tiri kutarisa kunzwa vana nyanduri vachitaura pamusoro pematambudziko akatarisana nenyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose…

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG