Accessibility links

Misoro yeNhau dzaNhasi, Muvhuro, Kubvumbi 10, 2017

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Nhau DzeShona Studio7

Mapato anopikisa onetsana ne Zec pamusoro pemitemo inobata sarudzo munyika.

Vagari vemuNorton voratidzira vachiti makanzura avo ari kuita zvehuori.

Studio7 inotarisa zvakadzama zvinoreva zvakabuda musarudzo dze by elections kuMwenezi, Zaka neGutu.

Mutevedzeri wemutungamiri wenyika, Va Emmerson Mnangagwa, vanonamatirwa muBulawayo na Father Gilbert Moyo veHoly Trinity Catholic Church.

Muchirongwa cheLiveTalk 8pm tiri kutarisa dambudziko remari rakatarisana nenyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG