Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Kubvumbi 07, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Kubvumbi 07, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:30 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Studio7 inosvitsa makore gumi nemana ichitepfenyura zviri kuitika muZimbabwe.

Mari yoramba ichinetsa kuwana munyika zvisineyi kuti hurumende yakaparura ma bond notes.

Sarudzo dze By Elections dzoitwa mangwana kuMwenezi, Gutu neZaka.

Masoja anorova zvakaipisisa vadzidzi vepaChinhoyi University of Technology vachinzi vakaisepi bhora jena remutambo we pool.

Makanzura eZanu PF anovhiringidza chirongwa che World Health Day kuEpworth.

Muchirongwa cheLiveTalk 8pm tiri kucherechedza kusvitwa makore gumi nemana kwaitwa neStudio7.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG