Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chitatu, Kubvumbi 05, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, Chitatu, Kubvumbi 05, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:23 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

ZEC inotambira zviri kudiwa neNera zvekupa basa rekutenga michina yekunyoresa kuvhota kukambani iri pamakambani matatu akasarudzwa neUNDP.

Hurumende yokumbira mari kusangano reGlobal Fund kuitira kuti ishandiswe munyaya dzehutano.

Vakaremara voshoropodza hwaro hutsva hwedzidzo.

Muchirongwa cheLiveTalk na 8pm tiri kutarisa zviri kuitwa nevari mu diaspora mukubatsira nzvimbo dzavanobva kumusha.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG