Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, China, Kurume 30, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, China, Kurume 30, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:24 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Hurumende inodaidza Ishe neGomo nevamwe vanhu kuti vave zvapupu zvinorovera Pastor Phillip Mugadza nemhosva yekuzvidza madzishe, makereke pamwe nemhuri yekwaMugabe yavari kupomerwa.

Mamwe mapepanhau akazvimirira oramba achirambidzwa kutengeswa kwaZvimba nevagari veko nevasori.

Makakatanwa muZanu PF osvika pakaipisisa pakati pe Team Lacoste ne Generation 40.

Chii chaizvo chakaitika chakapa kuti Charles Manyuchi anyadziswe zvakadaro kuSingapore.

Muchirongwa chemadzimai cheWomen’s Roundtable na 8pm tiri kutarisa mwedzi wevanhukadzi uri kupera mangwana.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu. Endai pa link iyi: https://www.facebook.com/voa.shona/

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG