Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, China, Kurume 23, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, China, Kurume 23, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:37 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mutevedzeri wemutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vanoudza mapositori pamwe neruzhinji rweZimbabwe kuti vanamatire VaMugabe kuti vatonge nyika kusvika vafa.

Ma War Vets anosangana muHarare achiti sezvizvarwa zvenyika vane kodzero dzekuvhotera mutungamiri wavanoda zvisineyi kuti ndewebato ripi.

Hurongwa hwesarudzo dzegore rinouya hwokonzeresa mutauro mukuru mumapato ezvematongerwo enyika.

Muchirongwa chedu cheWomen’s Roundtable na 8pm tiri kutarisa zviri kubuda kumusangano weUnited Nations mu New York, uko kuri kuzeyiwa nyaya dzinobata vanhukadzi.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG