Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Muvhuro, Kurume 13, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, Muvhuro, Kurume 13, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:58 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mhirizhonga inotyisa inoitika kuMbare nekuHighfield mukupera kwesvondo.

Kukakavadzana koitika kuMasvingo pahurongwa hwekunzwa pfungwa dzevanhu pamusoro pekuvandudza bhiri remutemo wekuregererana munyika

Kanzuru yeHarare yoenderera mberi ichibata zvinhu zvevanhu vane zvikwereti kukanzuru iyi izvo zvasiya pava nemakakatanwa pakati pameya nemunyori weguta reHarare.

Mureza weZimbabwe wosimudzwa kumusangano we United Nations - Commission on the Status of Women uri kuitira mu New York uko kurukutarisirwa kuzeyewa nyaya yedambudziko rekupambwa kwemadzimai nevanasikana vanengevaendeswa kunedzimwe nyika kunoshanda.

Caps United inoti iri kutarisira kukunda TP Mazembe yeku DRC zvine mutsindo apo zvikwata izvi zvichasangana muHarare.

Muchirongwa cheLiveTalk na 8pm tiri kutarisa nezvemhirizhonga yakaitika muMbare nekuHighfield mukupera kwesvondo.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG