Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Kurume 10, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Kurume 10, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:39 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Pastor Phillip Mugadza vanopihwa mukana wekubvisa mari yechibatiso mushure mekupedza mazuva makumi mashanu nematatu vachinyimwa mukana uyu.

Sachigaro vema War Vets, VaChris Mutsvangwa, vanoshora chirongwa chehurumende cheZimAsset vachiti hapana zvachiri kubatsira nazvo veruzhinji vari kutambura.

Vanhu vakawanda votadza kuwana mari yemadhora ekuAmerica munyika izvo zvava kukwidza mitengo yezvinhu kana munhu achishandisa ma bond notes.

Hurumende yoenderera mberi ichitsvaga rubatsiro rwevanhu vakavhiringwa nemafashamu emvura.

Muchirongwa cheLiveTalk na 8pm tiri kutarisa kushaikwa kwedhora rekuAmerica munyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG