Vanorwira kodzero dzevanhu vanobatana nemhuri yekwaDzamara muHarare vachirangarira VaItai Dzamara avo vakapambwa vakatsakatika makore maviri apfuura.
Kanzuru yeHarare inopa mazuva manomwe varidzi vechivakwa chinoitirwa mitambo chine mukurumbira muHarare kuti vachiputse sezvo chakavakwa zvisiri pamutemo.
Vagari vekuSibhula kuGwanda North votadza kufamba zvichitevera kuparadzwa kwakaitwa bhiriji nemafashamu emvura.
Nyanzvi dzezvematongerwo enyika dzozeya zvipingaidzo zvinosangana nevana veZimbabwe munyaya dzesarudzo
Muchirongwa cheWomen’s Roundtable paLiveTalk na 8pm tiri kutarisa zuva revanhukadzi rakacherechedzwa nezuro.
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.
Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.
Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.
Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.
Facebook Forum