Accessibility links

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chitatu, Kurume 08, 2017

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Nhau DzeShona Studio7

Zimbabwe inobatana nedzimwe nyika mukucherechedza zuva revanhukadzi pasi rose, re International Women’s Day.

Mapurisa anovhiringidza musangano wevaimbove varwiri vehondo yerusununguko avo vari kuda kuzeya nyaya yekusagadzikana kuri muZanu PF, pamwe nenyaya yekuti ndiyani achatsiva VaMugabe…

Muchirongwa cheDiaspora tiri kutarisa hurongwa hwekurangarira VaItai Dzamara, avo vakapambwa vakatsakatika makore maviri apfuura.

Muchirongwa cheLiveTalk na 8pm tiri kutarisa kusvitsa makore maviri nhasi VaDzamara vapambwa ndokutsakatika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose…

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG