Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Muvhuro, Ndira 30, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7

Varairidzi vekumaruva vozivisa hurumende kuti zvichemo zvavo zvikasagadziriswa vacharatidzira mukupera kwemasvondo maviri.

Kambani yeEconet yonakurira nyoka mhenyu kuPotraz pagakava rekukwidzwa kwemutengo wedhata.

Muzinda unodzidzisirwa mutambo wetsiva wobatsira vakawanda vanofarira mutambo uyu kuChitungwiza.

Sangano reAfrican Union rinosarudza sachigaro mutsva we African Union Commission.

Muchirongwa cheLiveTalk na 8:00pm tiri kutarisa zviri kubuda kumusangano weAfrican Union ku Ethiopia.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu. Endai pa link iyi: https://www.facebook.com/voa.shona/

Misoro Yenhau Dzanhasi Muvhuro, Ndira 30, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:33 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG