Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Muvhuro, Ndira 23, 2017


Nhau DzeShona Studio7

Chikwata chema Warriors chosangana nhasi manheru neTunisia kuAfcon 2017 muGabon.

Nyanzvi dzozeya zvakabuda musarudzo ye by election kuBikita West.

Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, voshanyira Matabeleland vachinzwa zvido zvevanhu pamusoro pezvinhu zvinokosha.

Mutungamiri mutsva weAmerica, VaDonald Trump, vanotanga svondo ravo rekutanga vari pabasa muWhite House.

Muchirongwa cheLiveTalk – na 8:00pm tiri kutarisa mafambiro nemabudiro akaita sarudzo ye by election yekuBikita.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu. Endai pa link iyi: https://www.facebook.com/voa.shona/

Misoro Yenhau Dzanhasi Muvhuro, Ndira 23, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:27 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG