Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, China, Ndira 12, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7

Kurwisana kwezvikwata zviri muZanu PF zve G-40 ne Team Lacoste koramba kuchienderera mberi.

Mbatya dzinofanirwa kupfekwa muparamende dzokonzera mutauro - mutauriri weNational Assembly achiti iye chete ndiye ane masimba ekutara mbatya dzinofanirwa kupfekwa muparamende.

Studio7 inotarisa zvakadzama zviri kukonzera kuti chikwata chema Warriors chigare chiine mutauro nguva dzose.

Muchirongwa cheLiveTalk che Women’s Roundtable na 8:00pm tiri kutarisa dambudziko revanhukadzi vasingagare nevarume vavo, kana kuti long distance relationship.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose…

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu. Endai pa link iyi: https://www.facebook.com/voa.shona/

Misoro Yenhau Dzanhasi China Ndira 12, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:42 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG