Accessibility links

Breaking News

Misoro Yenhau Dzanhasi, Chipiri, Zvita 13, 2016


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7

Mutungamiri weMDC-T, VaMorgan Tsvangirai, vanoti bato ravo richapinda mumubatanidzwa nemapato ane muonera pamwe neravo, uye zvinenge zvichitsigirwa neruzhinji rwevanhu mubato ravo.

Musangano weZanu PF unotanga kuMasvingo mubato iri muine makakatanwa.

Tawanda Chikosi weROAD Rules App anopinda pakati pevechidiki vakawana mubayiro we Young Achievers Award.

Muchirongwa chedu che LiveTalk chevechidiki – The Connection, nhasi tiri kutarisa dambudziko re HIV/AIDS mune vechidiki munyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio 7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio 7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona nekudzvinya pakanzi LIKE.

Misoro Yenhau Dzanhasi Chipiri, Zvita 13, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:20 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG