Accessibility links

Breaking News

Shamwari yaDoctor Tererai Trent Yorumbidza Ruremekedzo Rwakavakapihwa muNew York


Shamwari yaDoctor Tererai Trent Yorumbidza Ruremekedzo Rwakavakapihwa muNew York
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:35 0:00

Shamwari yaDoctor Tererai Trent inoti irikufara uye inorumbidza ruremekedzo rwakavakapihwa muguta reNew York umo makaparurwa chivakwa chavo chinocherechedza mabasa avari kubata kuZimbabwe. Doctor Trent vari kuvaka zvikoro munzvimbo yeHurungwe mushure mekupihwa mari neshorma Opprah Winfrey.

XS
SM
MD
LG