Nyaya Ina Godwin Mangudya -
Komisheni inoona nezverunyararo nekuregererana, yeNational Peace and Reconciliation, yazivisa kuti ichatanga kunzwa humbowo kubva kune veruzhinji pamusoro peGukurahundi pakati pemwedzi uno kana ichinge yapedza kutsanangurira veruzhinji gwara rairi kutora mukuita basa rayo mumatunhu ese munyika.
Zvikamu
-
Chivabvu 18, 2024
Hurukuro naVaRobson Chere
-
Chivabvu 18, 2024
Hurukuro naVaGarikayi Masamba
-
Chivabvu 18, 2024
Nyaya ina Passmore Ndlovu
-
Chivabvu 18, 2024
Hurukuro naVaDenford Mutashu
-
Chivabvu 18, 2024
Hurukuro naVaSamuel Wadzayi
-
Chivabvu 17, 2024
Hurukuro naVaTaurai Kandishaya