Accessibility links

Breaking News

Mumwe Murairidzi Anoti Otyisidzirwa neRufu neMumwe weChidiki weZanu-PF


Zanu PF Youth Rally Harare

Vakafanobata chigaro chemudzidzisi mukuru pakaMhonde Secondary School kuMakonde, VaChoose Kasongo, vanoti varikutyira hupenyu hwavo mushure mekunge vatyityidzirwa nerufu nemutungamiriri wevechidiki weZanu-PF muwadhi 18 kuMakonde, VaTariro Nyamasoka.

VaNyamasoka havana kuda kupa divi ravo patavafonera sezvo vabva vadzima nharembozha yavo.

VaKasongo vanoti vazivisa mapurisa pakaMhonde Police Post uye vatumirawo shoko kuvakuru vezvikoro.

Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa vakati vari kuda sarudzo dzakachena, vamwe kumaruva vanoti nyaya yekutyisidzirwa inenge yatanga zvekare.

please wait

No media source currently available

0:00 0:02:44 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG