Accessibility links

Breaking News

Mitumbi yeVanhu Vaviri Vakadhirikirwa neMugodhi kuShamva Yoburitswa

Mutauriri wemapurisa Assistant Commissioner Paul Nyathi vanoti mitumbi yevanhu vaviri vakadhirikirwa nemugodhi neChipiri paLumbo 18 Zuze Syndicate kuShamva yakaburitswa nezuro.

Vanhu vakawanda munyika zvikuru vaenenge vachichera goridhe zviri pamutemo vari kurasikirwa nehupenyu kigodhi yachoyadhirika.

Asi VaNyathi vaudza Studio 7 kuti mugodhi uyu waishanda zviri pamutemo.

Hurukuro naVaPaul Nyathi
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:42 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


This item is part of

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG