Mauto nemapurisa odirwa munzvimbo dzinogara veruzhinji izvo zvava kupa kuti veruzhinji vagare vakabatira ura mumaoko vachitya kushungurudzwa nemapurisa nemasoja aya.
Mumwe mutongi wedare reHigh Court muBulawayo anoti mutevedzeri wameya weguta reBulawayo, VaTinashe Kambarami, havakodzeri kuve kanzura sezvo vakapinda pachinzvimbo ichi mushure mekunge vabatwa nemhosva yekuba.
Nyanzvi munyaya dzekodzero pamwe nezvematongerwo enyika dzozeya zvinoreva mashoko evaimbove varwiri verusununguko ekuti nyika dzakumavirira dziri kuda kupamba zvakare Zimbabwe dzichishandisa MDC inotungamirwa naVaNelson Chamisa
Aimbove mutevedzeri wemurairidzi wechikwata chenyika chemaWarriors, Saul Chaminuka, ndiye ava murairidzi wechikwata chenhabvu cheTAFIC Sporting Club, icho chichangopinda muBotswana Telecommunications Corporation Premiership
Muchirongwa cheWomen’s RoundTable na8pm tiri kutaura pamusoro pehurongwa hwekucherechedza kodzero dzevanhukadzi.
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318…
Vanoda kutererera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 6040, ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.
Munokwanisawo kunzwa Studio7 na6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 am, 4930, 7270, ne 9885 Short Wave.
Facebook Forum