Accessibility links

Breaking News

Mhirizhonga Yonetsa Munyika


MDC inoti vanhu vanobva kunzvimbo dzakaita seMbare neEpworth vachiri kuuya kumahofisi avo vachinyunyuta nepamusoro pemhirizhonga pamwe nekushurungudzwa kwavari kuitwa nenhengo dze ZANU-PF.

Sangano re JOMIC rinoti mhirizhonga iyi iri kuwedzerwa kuburikidza nemanyorerwo ari kuitwa nhau dzemhirizhonga nemamwe mapepanhau.

Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro nevanoongorora zvematongerwo enyika, VaRejoice Ngwenya, kuti tinzwe maonero avo pamhirizhonga iri kuitika iyi.

XS
SM
MD
LG