Accessibility links

Breaking News

VaChamisa Votarisirwa Kutaura kwaMutare neSvondo


Nelson Chamisa In Marondera Shootings

MDC inotungamirwa naVaNelson Chamisa iri kuita musangano wayo wekupedzisira gore rino nemusi weSvondo kwaMutare.

VaChamisa vari kutarisirwa kutaura pamusangano uyu nenguva dza 12 masikati.

Murongi wemisangano mubato iri, VaAmos Chibaya, vanoti musangano wavo uchapindwa nevanhu vanobva kumativi mana ose enyika vachinzwa mutungamiri wavo achitaura.

VaChibaya vanoti musangano wavo wakazoviswa kumapurisa sezvinodiwa nemitemo yenyika kuburikidza nemutemo weMaintenace of Peace and Order Act.

Musangano uyu unoitwa zuva rimwe chete mushure mekunge Zanu PF yapedzawo musangano wayo wepagore wakaitirwa kuGoromonzi.

please wait

No media source currently available

0:00 0:03:47 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


Facebook Forum

XS
SM
MD
LG