Accessibility links

Breaking News

Kuridzwa Kwemavuvuzela Pamitambo Kotsigirwa


FIFA odlučila... i vuvuzela može na stadione

Mumakwikwi e2010 FIFA World Cup Soccer ari kutambirwa muSouth Africa, Chile yakunda Honduras 1-0 mumutambo we Group H mune mumwe mutambo Switzerland yakunda Spain 1-0.

Vatsigiri venhabvu vazhinji vashungurudzwa apo chikwata che South Africa chakundwa neUruguay 3-0 pamutambo watambwa nhasi manheru.

Mune dzimwe nyaya dzemitambo veruzhinji vari kufadzwa nedanho ratorwa nesangano reFIFA rekusamisa kuridzwa kwema vuvuzela pamitambo iyi zvichitevera kugununguna kuri kuita vamwe.

Mumwe mutambi wenhabvu anotambira chikwata cheGunners, Norman Maroto, anoti vatambi vanotofarira ruzha rwema vuvuzela.

XS
SM
MD
LG