Accessibility links

Breaking News

Hurumende Yoronga Kutora Chikwereti cheAir Zimbabwe


Air Zimbabwe

Vamwe vanoongorora nyaya dzezvehupfumi vari kupomera hurumende mhosva yekutadza kugadzirisa nyaya dzezvehupfumi zvapa kuti makambani akawanda akaita seNRZ, Air Zimbabwe nemamwe atatarike.

Gurukota rezvekutakurwa kwezvinhu, VaJoel Biggie Matiza, vakaudza nhengo dzedare reparamende kuti hurumende iri kuda kutora chikwereti cheAir Zimbabwe chinosvika mamiriyoni mazana matatu nemakumi manomwe nemanomwe, kana kuti $377 million.

Muongorori wezvehupfumi vachishanda nesangano rePersycon Financial Advisors, VaPersistence Gwanyanya, vaudza Studio 7 kuti makambani ese ehurumende anofanira kutengeswa nekuti hurumende haifanirwi kuita zvemabhizimisi.

please wait

No media source currently available

0:00 0:03:18 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG