Accessibility links

Breaking News

Highlanders Yowana Rutsigiro Kubva Kukambani YeSavanna Tobacco

Sachigaro vechikwata cheHighlanders, vaThemba Ndhlela, vanoti vari kufara zvikuru nerutsigirwo rwemari inoita zana nemakumi masere ezviuru zvemadhora eku America rwuri kupihwa chikwata chavo nekambani yeSavanna Tobacco gore rino.

Va Ndhlela vanoti chikwata chavo chichashandisa mari iri kubhandara vatambi uye nekugadzirisa kirabhu yechikwata ichi nezvimwewo zvirongwa zvichaita kuti chikwati ichi chikwanise kuzviriritira muneramangwana.

Savanna ikambani yechipiri kutsigira chikwata cheHighlanders.


This item is part of
XS
SM
MD
LG