Accessibility links

Breaking News

Chizvarwa cheZimbabwe Chiri kuChina Chotaura nezveCoronavirus


Karantina Berakhir bagi Kelompok Evakuasi Pertama, AS Tetap Siaga COVID-19

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chiri kushanda kuChina chinoti zvinhu hazvisati zvanaka munyika iyi sezvo vanhu vasati vobvumidzwa kufamba pamadiro nepamusoro pechirwere che coronavirus chanetsa munyika iyi.

VaTinashe Bare, avo vanodzidzisa chirungu muguta reZhengzhou mudunhu reHenan kuChina kwakare, vanoti vari kubvumidzwa chete kubuda mudzimba kuitira kuti vanotenga chikafu, uye vanoenda kunotenga chikafu ichi vakachengetedzwa nevashandi vehurumende muguta reZhengzhou.

VaBare vanoti hapana munhu wekuZimbabwe wavanoziva ati abatwa ne coronavirus, iyo yauraya vanhu vanodarika chiuru nemazana masere.

Hrukuro naVaTinashe Bare
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:03:01 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


Facebook Forum

XS
SM
MD
LG