Accessibility links

Breaking News

Hurukuro neMuimbi Daisy Sigauke.


Daisy Sigauke
Daisy Sigauke

Muimbi wemusambo weAfropop Daisy Sigauke anoti chipo chekuimba akazvarwa nacho kunyangwe akatanga hake kuita mukurumbira gore rapera.

Daisy anoti ari kuimba nevaimbi vane mukurumbira vanosanganisa Nox Guni uyo ari kumubatsirawo kutsikisa. Muimbi uyu anoti semuimbi achiri kutanga nekudaro kuwana zvikwanisiro kuchiri kunetsa.

Asi kunyangwe zvinhu zvichioma Daisy anoti zvinoda kushinga kwete kukanda maoko mudenga kana zvunhu zvaoma. Dzimbo dzaDaisy dzinosanganisawo kamwe kanonzi "Ndatadza kunyarara."

please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:05:00 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Vhidhiyo yaDaisy

please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:38 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Vidhiyo yekuona, ina Daisy Sigauke
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:16 0:00

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG