Accessibility links

Breaking News

Amai Mujuru Voparura Gwaro Ravo reZvivimbiso zveSarudzo Kana kuti Election Manifesto neMugovera


Zimbabwe Politics - Joice Mujuru, Zimbabwe People First

Mubatanidzwa wemapato anopikisa wePeople’s Rainbow Coalition unotungamirwa naAmai Joyce Mujuru unoti wave kugadzirira kuparura gwaro rezvavanoda kuita vakakunda musarudzo kana kuti election manifesto mumatunhu ose munyika.

Asi hurongwa uhu sematauriri emumwe mutauriri webato iri VaJeffreyson Chitando huchatanga kuDotiro, Mashonaland Central nemusi weMugovera.

VaChitando vanoti vachazoendawo kuManicaland kwaRimbi kuChipinge, Mataga kuMidlands, Masvingo District, Muchakata, Lupani, Matabeleland North uye Bulawayo.

Hurukuro naVaJeffreyson Chitando
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:23 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG