Accessibility links

Breaking News

Makwikwi eLogan Cup Oenderera Mberi KwaMutare

Chikwata chemutambo wekiriketi che Mountaineers chasvitsa 291 ne 249 runs muzuva racho rechitatu pamutambo watambirwa kwaMutare neChitatu ,chikwata cheMountaineers chakwanisa kusvitsa 291 ne249 runs.

Izvi zvinorevera kuti chikwata ichi chiri kutungamira mumutambo uyu nema 225 runs. Chikwata che Mashonaland Eagles chinofanirwa kuita maruns anodarika 225 kuti chiwanikwe chichikunda pamakwikwi aya. Mutambo uyu urikuenderera mberi mangwana.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nevanoona nezvekufambiswa kwemashoko muZimbabwe cricket, va jeff murimbechi, kuti tinzwe mafambiro aita mutambo wanhasi.

Dzimwe Nhau Kubva KuStudio7...

XS
SM
MD
LG