Accessibility links

Breaking News

Kenya Inokunda Zimbabwe Cricket


Chikwata cheZimbabwe Cricket chakundwa nechikwata chekuKenya ne 20 runs pamutambo watambirwa kunhandare yeHarare Sports Club neChina masikati.

Zimbabwe iri kutungamira mumakwikwi aya 2-1. Mutambo uyu uchaenderera mberi nemuGovera neSvondo.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemuongorori wenhau dzemutambo weCricket, vaBrian Goredema, kuti tinzwe zvizere nezvemafambiro aita mutambo wanhasi.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG