Accessibility links

Breaking News

VaChidzambwa Vanodoma Chikwata Chichamirira Nyika muCosafa


Murairidzi wechikwata chema Warriors, VaSunday Chidzambwa, vadoma vatambi makumi maviri nevatatu vachange vachimirira Zimbabwe mumakwikwi e 2009 Cosafa Senior Challenge Cup.

Makwikwi aya achatambirwa muHarare neBulawayo mwedzi unouya, uye achange ane zvikwata zvinobva kuchamhembe kweAfrica.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro naVa Chidzambwa kuti tinzwe nezvemamiriro achange akaita chikwata chichamirira nyika pamakwikwi aya.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...


XS
SM
MD
LG