Accessibility links

Breaking News

VaMudenge Vanosangana neVadzidzi

Kunyange hazvo vadzidzi vemuzvikoro zvepamusoro soro vambenge vati vacharamwa zvidzidzo panovhurwa zvikoro neChitatu, vachinyunyuta nemari dzechikoro dzavari kunzi vabhadhare, izvi hazvichaitiki zvichitevera musangano waitwa nevadzidzi ava neChipiri negurukota rinoona nezvedzidzo yepamusoro soro, VaStan Mudenge.

Vadzidzi vasangana naVa Mudenge mushure mekuratidzira murunyararo kwavaita muguta reHarare, umo vapa gurukota iri gwaro ravo renyunyuto.

Brenda Moyo westudio7 aita hurukuro nemutungamiri wechimwe chikwata cheZINASU, Muzvare Brilliant Dube, kuti tinzwe zvaitika.


Dzimwe Nhau Kubva Studio7...


XS
SM
MD
LG