Accessibility links

Breaking News

Mutambo weGhetto Basketball League Wotanga Munyika 


Ghetto Basketball League inoti kunyange hazvo iri kufadzwa nemafambiro ari kuita mutambo we Basketball munyika, ichange ichisimbaradza mutambo uyu mumasvondo matatu anotevera.

Mukuru weGhetto Basketball League, VaTendai Zhakata, vanoti vachashandisa nguva iyi kusimbaradza mutambo uyu.

Marvellous Mhlanga-Nyahuye weStudio7 aita hurukuro naVa Zhakata kuti tinzwe mamiriro akaita zvinhu mu Ghetto Basketball League.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7…

XS
SM
MD
LG