Accessibility links

Breaking News

Kiglon Inoita Mangange 1-1 neGunners


Chikwata cheKiglon chaita mangange 1-1 neGunners pamutambo wePremier Soccer League watambirwa munhandare yeRufaro neMuvhuro masikati.

Mutambo uyu wanga uri wekupedzisira zvikwata zvisati zvatanga zororo remasvondo maviri. Munguva iyi zvikwata zvinoda kutenga kana kutengesa vatambi, ndiyo yazvinoshandisa kuita izvi.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemutori wedu wenhau dzemitambo, George Mupfuti, kuti tinzwe kuti mutambo weKiglon ne Gunners wafamba seyi.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7…

XS
SM
MD
LG