Accessibility links

Breaking News

Mutambi weZimbabwe Warriors Otaura nezve ZIFA 


Mutambi wenhabvu wechikwata chema Warriors, Cephas Chimedza, anoti pachine zvizhinji zvinofanirwa kuitwa munyika kuitira kuti mamiriro enhabvu munyika ashanduke, zvikuru seyi, mafambisirwo ari kuitwa sangano re ZIFA.

Cephas anoti kunyange hazvo hunyanzvi hwenhabvu hurimo munyika, ZIFA inofanirwa kugadzirisa zvinhu zvinosanganisira kubhadhara vatambi zvakanaka, kuitira kuti vatambe nemoyo wavo wese.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro naCephas kuti tinzwe maonero ake.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7…

XS
SM
MD
LG