Accessibility links

Breaking News

Lengthens neHighlanders Dzotungamira muMakwikwi ePremier Soccer League


Murairidzi wechikwata cheLengthens, VaBigboy Mawiwi, vanoti vari kufadzwa zvikuru nekukunda kuri kuitwa chikwata chavo mumitambo ye Premier Soccer League. Mashoko aVa Mawiwi anotevera kukunda kwakaita Lengthens Njube Sundowns 1- 0 neSvondo.

Pari zvino Lengthens neHighlanders ndidzo dziri pamusoro pelog, zvichitevera mitambo yakaitwa neSvondo munzvimbo dzakasiyana siyana.

Lengthens neHighlanders dzine 20 points pachikwata chimwe, dzichiteverwa ne Dynamos ine ma 16 points.

Chikwata cheUnderhill ndicho chipiri pasi pe log ye Premier Soccer League.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro naVaMawiwi kuti tinzwe matambiro ari kuta chikwata chavo.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG