Accessibility links

Breaking News

Lengthens neGunners Dzopa Mukana Zuva reVashandi


Sangano rePremier Soccer League rinoti ramisa mutambo wechikwata cheLengthens neGunners wange uchifanirwa kutambwa kunhandare yeGwanzura neChishanu.

Sangano iri rinoti izvi zvaitirwa kuti hurongwa hwezuva revashani pasi rose, husavhiringwe nemutambo uyu. Mutambo weLengthens neGunners wava kuitwa nemusi weMuvhuro kuRufaro Stadium. Lengthens pari zvino ndiyo iri pamusoro pezvikwata zviri mumakwikwi e PSL.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemurairidzi wechikwata cheLengthens, VaBigboy Mahwihwi kuti tinzwe mafungiro avo nematambiro ari kuita chikwata chavo pari zvino.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7…

XS
SM
MD
LG