Accessibility links

Breaking News

Sangano ReZimbabwe Cricket Ropa Basa Andy Wallace


Sangano reZimbabwe Cricket razivisa kuti ragadza Andy Waller semurairidzi mutsva wezvikwata zvemunyika zviri mumatunhu akasiyana siyana.

VaWaller vakambotambira chikwata cheZimbabwe Cricket uye vachange vari kutarisirwa kuti vaSimbaradze zvikwata zvemumatunhu akasiyana siyana.

VaWaller vachange vachitarisirwa kuvaka nzvimbo dzekutambira mutambo we cricket mumativi mana enyika, sezviri kukurudzirwa nesangano reInternational Cricket Council. ICC yakakurudzira kuti Zimbabwe isimbaradze makwikwi emutambo wecricket munyika, isati yafunga zvekudzokera ku test status.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemuongorori wenhau dzemitambo Brian Goredema achitaura ari parunhare muHarare.

Dzimwe Nhau Kubva KuStudio7 for Zimbabwe...



XS
SM
MD
LG