Accessibility links

Breaking News

Tongoona Anoitwa Mutungamiri weVatambi veZimbabwe Davis Cup


Sangano reTennis Zimbabwe razivisa kuti nyanzvi yemutambo weTennis Gwinyayi Tongoona, ndiye adomwa semutungamiri wevatambi ve tennis mutsva muchikwata cheZimbabwe Davis Cup.

Tongoona ari kutora chinzvimbo ichi kubva kuna Claudio Murape uyo ave kusiya basa iri kuti aende kunobatsira vatambi vechidiki.

Tongoona achange ichitungamira vatambi vechikwata cheZimbabwe pamutambo mukuru wEuro-Africa Zone Group Four, uyo uchatambirw kuIvory Coast musi wa 29 Kurume.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemutori wedu wenhau dzemitambo, Michael Kariati, kuti tinzwe mamiriro akaita zvinhu mumutambo we tennis pari zvino.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG