Accessibility links

Breaking News

Dr Gwatidzo: Veruzhinji Ngwarirai Korera Panoungana Vanhu


Sangano reWorld Health Organisation rinoti kusvika neChishanu svondo rapera vanhu vanosvika 4210 vakafa nechirwere chekorera uye vanhu 96633 vakabatwa nechirwere ichi kubva pachakatanga muna Nyamavhuvhu gore rapera.

Sachigaro vesangano reZimbabwe Association Of Doctors For Human Rights, Dr Douglas Gwatidzo, vanoti kunyange hazvo huwandu hwevanhu vari kufa nekorera huri kudzikira, vanhu vanofanirwa kugara vakangwarira chirwere chekorera nguva dzose.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro na Dr Gwatidzo kuti tinzwe mamiriro akaita dambudziko rekorera munyika.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG