Accessibility links

Breaking News

Mwaka weNhabvu Wotanga neMugovera


Mitambo yePremier Soccer League inotanga neMugovera munzvimbo dzakasiyana siyana. Asi vatsigiri venhabvu vazhinju vanonzi havasi kufara sezvo vachange vachibvisa mari yekunze kuti vaone mitambo iyi.

Sangano re PSL rinoti rakatora danho iri sezvo mari yemunyika ichisina zvainobatsira nazvo.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudi7 aita hurukuro nemutori wedu wenhau dzemitambo, George Mupfuti, kuti tinzwe nezvemitambo iyo, pamwe nezviri kufungwa nevatsigiri venhabvu.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7…

XS
SM
MD
LG