Accessibility links

Breaking News

Vana Chiremba Vofunga Kuramwa Mabasa


Sachigaro vesangano reHospital Doctors Association, Dr Kudzanai Chimedza, vanoti vana chiremba navana mukoti nevamwe vashandi muzvipatara, vacharamwa mabasa kutanga mangwana sezvo vasati vapihwa mari yavakavimbiswa kubvira kutanga kwegore rino.

Mari iyi inonzi inobva ku nUNICEF.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio Seven aita hurukuro naVaChimedza kuti tinzwe zvizere nezve nyaya iyi, pamwe nekunzwawo divi reUNICEF muhurukuro yaita Studio7 nevanoona nezve kufambiswa kwemashoko musangano iri, Muzvare Tsitsi Singizi.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG