Accessibility links

Breaking News

ZCTU Inoti Vashandi Vanoda Kutambirisa US$454 paMwedzi


Sangano revashandi reZCTU rinoti riri kuda kuti vashandi vapihwe nari inoita madhoea mazana mana nemakumi mashanu ane madhora mana ekuAmerica, kana kuti US$454 pamwedzi, kuitira kuti vakwanise kuriritira mhuri dzavo.

Sangano iri rinoti rakaita ongororo iyi rikabuda dzariri kukurudzira kuti vashandirwi vange vachibhadhara vashandi vavo.

Studio7 haina kukwanisa kunzwa divi revashandirwi panyaya iyi. Sangano iri rinoti rakatora danho iri sezvo vashandi vari kubvisiswa mari yekunze pane zvose zvavanoda kutenga munyika.

VaJaphet Moyo ndivo mutevedzeri wemunyori mukuru muZCTU.

Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro naVaMoyo kuti tinzwe nezvehurongwa hwavo.


Dzimwe Nhau Kubva kuSudio7...

XS
SM
MD
LG