Accessibility links

Breaking News

Korera Yoramba Ichiuraya Vanhu Munyika


Sangano reWorld Health Organisation rinoti kusvika neMuvhuro vanhu vanosvika 3 948 vanga vafaka nechirwere chekorera, uye vanhu vanopfuura 86 867 vakabatwa nechirwere ichi munyika kubva pachakatanga muna Nyamavhuvhu gore rapera.

Sachigaro veZimbabwe Association Of Doctors For Human Rights, Dr Douglas Gwatidzo, vanoti huwandu hwevanhu vari kubatwa nechirwere ichi, hunogona kuramba huchikwira kusvika hwadarika pa123 000.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro naVaGwatidzo kuti tinzwe zviri kuitika munyaya dzehutano nekorera.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...



XS
SM
MD
LG