Accessibility links

Breaking News

New Zealand Inoramba Kutamba Cricket neZimbabwe


New Zealand inoti chikwata chayo chemutambo we cricket hachisi kuzotamba neZimbabwe mumitambo yema One Day Internationals muHarare muna Chikunguru.

New Zealand inoti ichaenderera mberi nemutambo uyu gore rino uya, ndokana yagutsikana nemamiriro ezvinhu muZimbabwe.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemuongorori wemutambo wecricket, VaBrian Goredema, kuti tinzwe pfungwa dzavo.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7…

XS
SM
MD
LG